Eksodo 16:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Mosesi akati kwavari, “Ndizvozvo wani zvakarehwa naTenzi mangwana izuva rokuzorora, iSabata rinoereserwa Tenzi. Saka nhasi uno gochai zvenyu chamunoda kugocha, mubike chamunoda kubika. Chose chinenge chasara chichengeterei mangwana.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Mosesi akati kwaʋari: Ndiɀo ɀakataurwa naJehova: Maŋgwana izuʋa rezororo, isaɓata rakatsaurirwa Jehova; gocai ɀamunoɗa kugoca, ɓikai ɀamunoɗa kuɓika; ɀose ɀasara muɀiʋige, muɀiceŋgetere maŋgwana. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Mosesi akati kwavari, “Ndizvo zvakataurwa naJehovha, ‘Mangwana izuva rezororo, iSabata rakatsaurirwa Jehovha;’ gochai zvamunoda kugocha, bikai zvamunoda kubika; zvose zvasara muzvivige, muzvichengetere mangwana.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Mosesi akati kwavari, “Ndizvozvo wani zvakarehwa naTenzi mangwana izuva rokuzorora, iSabata rinoereserwa Tenzi. Saka nhasi uno gochai zvenyu chamunoda kugocha, mubike chamunoda kubika. Chose chinenge chasara chichengeterei mangwana.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Mosesi akati kwavari, “Ndizvozvo wani zvakarehwa naTenzi mangwana izuva rokuzorora, iSabata rinoereserwa Tenzi. Saka nhasi uno gochai zvenyu chamunoda kugocha, mubike chamunoda kubika. Chose chinenge chasara chichengeterei mangwana.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Iye akati kwavari, “Izvi ndizvo zvakarayirwa naJehovha: ‘Mangwana izuva rokuzorora, Sabata dzvene kuna Jehovha. Saka bikai zvamunofanira kubika uye muvidze zvamunofanira kuvidza. Chengetai zvose zvinenge zvasara, mugozvichengeta kusvikira mangwanani.’ ” Viz kapitola |