Eksodo 16:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Mosesi akavati, “Hapana anofanira kusiya chimwe kusvikira mangwana mangwanani.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Mosesi akati kwaʋari: Kurege kuʋa nomunhu unosiya ɀimŋe kuȿikira maŋgwana. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Mosesi akati kwavari, “Kurege kuva nomunhu anosiya zvimwe kusvikira mangwana.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Mosesi akavati, “Hapana anofanira kusiya chimwe kusvikira mangwana mangwanani.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Mosesi akavati, “Hapana anofanira kusiya chimwe kusvikira mangwana mangwanani.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Ipapo Mozisi akati kwavari, “Hakuna munhu anofanira kusara nezvimwe kusvikira mangwanani.” Viz kapitola |