Eksodo 16:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 VaIsiraeri vakaita saizvozvo, vamwe vakanonga chizhinji, vamwe chishoma. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ʋana ʋaIsraeri ʋakaita saiɀoɀo, ʋamŋe ʋakaʋuŋganidza ɀizhinji, ʋamŋe ɀishoma. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Vana vaIsiraeri vakaita saizvozvo, vamwe vakaunganidza zvizhinji, vamwe zvishoma. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 VaIsiraeri vakaita saizvozvo, vamwe vakanonga chizhinji, vamwe chishoma. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 VaIsiraeri vakaita saizvozvo, vamwe vakanonga chizhinji, vamwe chishoma. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 VaIsraeri vakaita sezvavakaudzwa; vamwe vakaunganidza zvakawanda, vamwe zvishoma. Viz kapitola |