Eksodo 15:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ndudzi dzavanhu dzakazvinzwa dzikadedera zvikuru, vaFirisitia vabatwa nokutya kukuru. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ʋanhu ʋakanzwa ʋakaɗeɗera, Maɓayo akawira ʋanhu ʋagere Firistia. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Vanhu vakanzwa vakadedera, mabayo akawira vanhu vagere Firisitia. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ndudzi dzavanhu dzakazvinzwa dzikadedera zvikuru, vaFirisitia vabatwa nokutya kukuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Ndudzi dzavanhu dzakazvinzwa dzikadedera zvikuru, vaFirisitia vabatwa nokutya kukuru. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Ndudzi dzichazvinzwa uye dzichadedera; kurwadziwa kuchabata vanhu vokuFiristia. Viz kapitola |