Eksodo 12:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Vanhu vazhinji vedzimwe ndudzi vakaendawo navaIsiraeri. Vakaenda nemombe nezvimwe zvipfuwo zvakawanda kwazvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Naʋanhu ʋazhinji ʋakaŋga ʋakaveŋgana ʋakaenda naʋo, namakwai neŋombe, ɀiri ɀipfuwo ɀizhinji‐zhinji. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200238 Navanhu vazhinji vakanga vakavengana vakaenda navo, namakwai nemombe, zviri zvipfuwo zvizhinji-zhinji. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Vanhu vazhinji vedzimwe ndudzi vakaendawo navaIsiraeri. Vakaenda nemombe nezvimwe zvipfuwo zvakawanda kwazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona38 Vanhu vazhinji vedzimwe ndudzi vakaendawo navaIsiraeri. Vakaenda nemombe nezvimwe zvipfuwo zvakawanda kwazvo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 Vamwe vanhu vazhinji vakaendawo navo, pamwe chete namapoka makuru ezvipfuwo, zvose makwai nemombe. Viz kapitola |