Eksodo 12:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 VaIsiraeri vakaenda vakandoita zvakanga zvarehwa naTenzi kuna Mosesi naAroni. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Ʋana ʋaIsraeri ʋakaita saiɀoɀo; Mosesi naAroni seɀaʋakaŋga ʋarairwa naJehova, ndiɀo ɀaʋakaita. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Vana vaIsiraeri vakaita saizvozvo; Mosesi naAroni sezvavakanga varairwa naJehovha, ndizvo zvavakaita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 VaIsiraeri vakaenda vakandoita zvakanga zvarehwa naTenzi kuna Mosesi naAroni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 VaIsiraeri vakaenda vakandoita zvakanga zvarehwa naTenzi kuna Mosesi naAroni. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 VaIsraeri vakaita sezvakanga zvarayirwa naJehovha kuna Mozisi naAroni. Viz kapitola |