Tato kniha není inspirována Bohem a není součástí ani křesťanského kánonu, ani židovského Tanachu. Zobrazuje se pouze pro historické a studijní účely. Zobrazit úplné vysvětlení Bharuku 6:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Zvino muBhabhironi muchandoona vamwari vakaitwa nesirivha nendarama nemiti, vanoitwa zvokutakurwa navanhu pamafudzi uye vanoita kuti vahedheni vabatwe nokutya. Viz kapitola |