Online Bible

- Reklamy -

2 Timoti 3:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Sezvakaita Janesi naJamburesi vakapikisa Mosesi, saizvozvo vanhu ava vanopesanawo nechokwadi. Vane pfungwa dzakaora. Vanhu vakakundika muchitendero chavo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Jane naJambre seɀaʋakadziʋisa Mosesi, saiɀoɀo iʋo ʋanodziʋisa ɀokwaɗi, ʋari ʋanhu ʋanendaŋgariro dzakaʋodzwa, ʋakarashika pakutenda.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Janesi naJambiresi sezvavakadzivisa Mosesi, saizvozvo ivo vanodzivisa chokwadi, vari vanhu vane ndangariro dzakaodzwa, vakarasika pakutenda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Sezvakaita Janesi naJamburesi vakapikisa Mosesi, saizvozvo vanhu ava vanopesanawo nechokwadi. Vane pfungwa dzakaora. Vanhu vakakundika muchitendero chavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Sezvakaita Janesi naJamburesi vakapikisa Mosesi, saizvozvo vanhu ava vanopesanawo nechokwadi. Vane pfungwa dzakaora. Vanhu vakakundika muchitendero chavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Sezvakaita Janesi naJambiresi vakadzivisa Mozisi, varume avawo vanodzivisa zvokwadi, vanhu vane ndangariro dzakaora, kana pari pazvinhu zvokutenda, vakarasika.

Viz kapitola kopírovat

2 Timoti 3:8

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy