2 Timoti 3:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 vasingamboona kuti munhu chii, vasingagoni kuyanana navamwe, vana makuhwa, madzenga avanhu, namagandanga zvawo, vavengi vezvinhu zvakanaka Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 ʋasinoruɗo cairwo, ʋasiŋgaɗi kuyanana, ʋanocera ʋamŋe, ʋasiŋgaɀidzori, ʋanehasha, ʋasiŋgaɗi ɀinhu ɀakanaka, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 vasina rudo chairwo, vasingadi kuyanana, vanochera vamwe, vasingazvidzori, vane hasha, vasingadi zvinhu zvakanaka, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 vasingamboona kuti munhu chii, vasingagoni kuyanana navamwe, vana makuhwa, madzenga avanhu, namagandanga zvawo, vavengi vezvinhu zvakanaka Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 vasingamboona kuti munhu chii, vasingagoni kuyanana navamwe, vana makuhwa, madzenga avanhu, namagandanga zvawo, vavengi vezvinhu zvakanaka Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 vasina rudo, vasingaregereri, vanochera vamwe, vasingazvidzori, vane utsinye, vasingadi zvinhu zvakanaka, Viz kapitola |