2 Timoti 2:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Asi hwaro hwaMwari hwakasimba hunoramba huripo hwakanyorwa kuti, “Tenzi anoziva avo,” uye kuti, “Munhu wose anodaidza zita raTenzi, ngaasiyane nouipi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Kunyaŋge ɀakaɗaro, nheyo dzakasimba dzaMŋari dzinomira, dzinecisimbiso ici: Ishe unoziʋa ʋanhu ʋake; ʋuye: Mumŋe nomumŋe unoreʋa zita raShe ŋgaabve pakusarurama. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Kunyange zvakadaro, nheyo dzakasimba dzaMwari dzinomira, dzine chisimbiso ichi, “Ishe anoziva vanhu vake;” uye “Mumwe nomumwe anoreva zita raIshe ngaabve pakusarurama.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Asi hwaro hwaMwari hwakasimba hunoramba huripo hwakanyorwa kuti, “Tenzi anoziva avo,” uye kuti, “Munhu wose anodaidza zita raTenzi, ngaasiyane nouipi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Asi hwaro hwaMwari hwakasimba hunoramba huripo hwakanyorwa kuti, “Tenzi anoziva avo,” uye kuti, “Munhu wose anodaidza zita raTenzi, ngaasiyane nouipi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Kunyange zvakadaro, nheyo dzakasimba dzaMwari dzinomira, dzine chisimbiso ichi chinoti: “Ishe anoziva vanhu vake,” uye, “Ani naani anopupura zita raShe anofanira kubva pane zvakaipa.” Viz kapitola |