Online Bible

- Reklamy -

2 Timoti 2:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Kana tikasatendeka iye anoramba akatendeka nokuti haagoni kuva zvaasiri.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Kana isu tisakatendeka, iye unoramba akatendeka, nokuti haaŋgaɀirambi iye.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Kana isu tisakatendeka iye anoramba akatendeka, nokuti haangazvirambi iye.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Kana tikasatendeka iye anoramba akatendeka nokuti haagoni kuva zvaasiri.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Kana tikasatendeka iye anoramba akatendeka nokuti haagoni kuva zvaasiri.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 kana tikasava nokutenda, iye anoramba akatendeka, nokuti haangazvirambi.

Viz kapitola kopírovat

2 Timoti 2:13

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy