2 Timoti 1:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Naizvozvo ndinokuyeuchidza kuti ukuchidzirezve chipo chaMwari chiri mauri chawakawana nokukuisa maoko pamusoro kwandakuita Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Nemhaka iyi ndinokuyeʋudzira kuti ukucidzire cipiwa caMŋari ciri mauri nokuiswa kwamaʋoko aŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Nemhaka iyi ndinokuyeudzira kuti ukuchidzire chipiwa chaMwari chiri mauri nokuiswa kwamaoko angu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Naizvozvo ndinokuyeuchidza kuti ukuchidzirezve chipo chaMwari chiri mauri chawakawana nokukuisa maoko pamusoro kwandakuita Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Naizvozvo ndinokuyeuchidza kuti ukuchidzirezve chipo chaMwari chiri mauri chawakawana nokukuisa maoko pamusoro kwandakuita Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Nokudaro ndinokuyeuchidza kuti ukuchidzire chipo chaMwari chiri mauri nokuiswa kwamaoko angu pamusoro wako. Viz kapitola |