2 Timoti 1:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Zvokuti paakasvika kuRoma akanditsvaka nemeso matsvuku akandiwana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Asi wakati aȿika Roma, akanditȿaka ɀikuru, akandiwana. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Asi akati asvika Roma, akanditsvaka zvikuru, akandiwana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Zvokuti paakasvika kuRoma akanditsvaka nemeso matsvuku akandiwana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Zvokuti paakasvika kuRoma akanditsvaka nemeso matsvuku akandiwana. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Asi kutoti, paakanga ari muRoma, akanditsvaga kwazvo kusvikira andiwana. Viz kapitola |