1 Timoti 6:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Hongu kuitira Mwari kunopfumisa ndokunge munhu achigutsikana nezvaanazvo Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ɀino kunamata Mŋari pamŋe cete nokutenda neɀatinaɀo ndiɀo ɀinofumisa kwaɀo; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Zvino kunamata Mwari pamwechete nokutenda nezvatinazvo ndizvo zvinopfumisa kwazvo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Hongu kuitira Mwari kunopfumisa ndokunge munhu achigutsikana nezvaanazvo Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Hongu kuitira Mwari kunopfumisa ndokunge munhu achigutsikana nezvaanazvo Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Asi umwari nokugutsikana nezvatinazvo zvinopfumisa kwazvo. Viz kapitola |