1 Timoti 6:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Izvi zvichazoratidzwa panguva yakakodzera naiye wamakomborero, Mambo wamadzimambo naTenzi wavatenzi Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 kwaacazoratidza paŋguʋa dzake, iye oga wakaropafadzwa noWamasimba‐ose, Mambo wamadzimambo, Ishe wamadzishe; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 kwaachazoratidza panguva dzake, iye oga akaropafadzwa nowaMasimbaose, Mambo wamadzimambo, Ishe wamadzishe; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Izvi zvichazoratidzwa panguva yakakodzera naiye wamakomborero, Mambo wamadzimambo naTenzi wavatenzi Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Izvi zvichazoratidzwa panguva yakakodzera naiye wamakomborero, Mambo wamadzimambo naTenzi wavatenzi Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 uyo achazoratidzwa naMwari panguva yake iye Mwari, iye oga Mutongi akaropafadzwa, Mambo wamadzimambo naIshe wamadzishe. Viz kapitola |