Online Bible

- Reklamy -

1 Timoti 5:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Ndizvozvowo zvina mabasa akanaka mamwe anoonekwa pachena uye kunyange aya asingaoneki pachena haagoni kuramba akangovanzika.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Saiɀoɀo ʋo kunamaɓasa akanaka anoʋonekwa pacena, naasina‐kuɗaro haaŋgaʋanzwi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Saizvozvowo kuna mabasa akanaka anoonekwa pachena, naasina kudaro haangavanzwi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Ndizvozvowo zvina mabasa akanaka mamwe anoonekwa pachena uye kunyange aya asingaoneki pachena haagoni kuramba akangovanzika.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Ndizvozvowo zvina mabasa akanaka mamwe anoonekwa pachena uye kunyange aya asingaoneki pachena haagoni kuramba akangovanzika.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Nenzira imwe cheteyo, mabasa akanaka anoonekwawo pachena, uye kunyange naasina kudaro haangavanziki.

Viz kapitola kopírovat

1 Timoti 5:25

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy