1 Timoti 3:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Ndizvo zvimwechetezvo navaDhikoni, vanofanira kuva vanhu vakadzikama kwete tsukukuviri dzavanhu kana zviradza zvewaini kana vanhu vanokarira upfumi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Saiɀoɀo ʋo ʋashumiri ŋgaʋaʋe ʋanokudzwa, ʋasinamanzwi maʋiri, ʋasiŋgaɗi waini zhinji, ʋasiŋgakariri fuma yakaipa; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Saizvozvowo vashumiri ngavave vanokudzwa, vasina mazwi maviri, vasingadi waini zhinji, vasingakariri pfuma yakaipa; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Ndizvo zvimwechetezvo navaDhikoni, vanofanira kuva vanhu vakadzikama kwete tsukukuviri dzavanhu kana zviradza zvewaini kana vanhu vanokarira upfumi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Ndizvo zvimwechetezvo navaDhikoni, vanofanira kuva vanhu vakadzikama kwete tsukukuviri dzavanhu kana zviradza zvewaini kana vanhu vanokarira upfumi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Saizvozvowo, madhikoni ngavave vanhu vanokudzwa, vanorevesa, vasinganwi waini zhinji, uye vasingatsvaki pfuma yakaipa. Viz kapitola |