Online Bible

- Reklamy -

1 Timoti 3:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Anofanira kuva munhu anofambisa mhuri yake zvakanaka ana vana vanoteerera, ano rukudzo muna zvose.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 unoɓata imba yake ɀakanaka, unaʋana ʋanoɀiisa pasi nomugarire wose unokudzwa;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 anobata imba yake zvakanaka, anavana vanozviisa pasi nomugariro wose unokudzwa;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Anofanira kuva munhu anofambisa mhuri yake zvakanaka ana vana vanoteerera, ano rukudzo muna zvose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Anofanira kuva munhu anofambisa mhuri yake zvakanaka ana vana vanoteerera, ano rukudzo muna zvose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Anofanira kubata imba yake zvakanaka nokuona kuti vana vake vanomuteerera uye vachimukudza zvakanaka.

Viz kapitola kopírovat

1 Timoti 3:4

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy