1 Timoti 3:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Tinopupura kuti zvakavandika zvechitendero chedu zvikuru kwazvo zvokuti: akaonekwa akaratidzwa pachena aine muviri akapembedzwa naMweya akaonekwa navatumwa akaparidzwa kumarudzi akatendwa pasi pose akazokwira kudenga aine mbiri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Hakuna‐uŋgaramba kuti cakaʋanzika cokunamata cikuru kwaɀo, cokuti: Iye wakaratidzwa panyama, wakaruramiswa pamŋeya, wakaʋonekwa naʋatumŋa, wakaparidzwa pakati paʋahedeni, wakatendwa panyika, wakakwidzwa mukubginya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Hakuna angaramba kuti chakavanzika chokunamata chikuru kwazvo, chokuti: Iye akaratidzwa panyama, akaruramiswa pamweya, akaonekwa navatumwa, akaparidzwa pakati pavahedheni, akatendwa panyika, akakwidzwa mukubwinya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Tinopupura kuti zvakavandika zvechitendero chedu zvikuru kwazvo zvokuti: akaonekwa akaratidzwa pachena aine muviri akapembedzwa naMweya akaonekwa navatumwa akaparidzwa kumarudzi akatendwa pasi pose akazokwira kudenga aine mbiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Tinopupura kuti zvakavandika zvechitendero chedu zvikuru kwazvo zvokuti: akaonekwa akaratidzwa pachena aine muviri akapembedzwa naMweya akaonekwa navatumwa akaparidzwa kumarudzi akatendwa pasi pose akazokwira kudenga aine mbiri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Pasina kana mubvunzo, chakavanzika choumwari chikuru kwazvo: Iye akaratidzwa panyama, akaruramiswa noMweya, akaonekwa navatumwa, akaparidzwa pakati pendudzi panyika vakatenda kwaari, akakwidzwa mukubwinya. Viz kapitola |