1 Timoti 3:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Vakadziwo ngavave vakatsiga vasina makuhwa vasiri zvidhakwa, vakatendeka muna zvose. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Saiɀoɀo naʋakadzi ŋgaʋaʋe ʋanokudzwa, ʋasiŋgaceri ʋamŋe, ʋakaȿinuka, ʋakatendeka paɀose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Saizvozvo navakadzi ngavave vanokudzwa, vasingacheri vamwe, vakasvinuka, vakatendeka pazvose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Vakadziwo ngavave vakatsiga vasina makuhwa vasiri zvidhakwa, vakatendeka muna zvose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Vakadziwo ngavave vakatsiga vasina makuhwa vasiri zvidhakwa, vakatendeka muna zvose. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Nenzira imwe cheteyo, vakadzi vavo ngavave vanokudzwa, vasingacheri vamwe asi vanozvidzora, vakatendeka pazvinhu zvose. Viz kapitola |