1 Timoti 2:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 nokuti Adhamu ndiye akatanga kusikwa ndokuzouya Evha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Nokuti Adama wakataŋga kuʋumbga, teʋere Eva; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Nokuti Adhamu akatanga kuumbwa, tevere Evha; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 nokuti Adhamu ndiye akatanga kusikwa ndokuzouya Evha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 nokuti Adhamu ndiye akatanga kusikwa ndokuzouya Evha. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Nokuti Adhamu ndiye akatanga kuumbwa, tevere Evha. Viz kapitola |