1 Timoti 1:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 urambe wakabatisisa chitendero uye uine hana yakachena. Vamwe vanhu vakaramba kuteerera hana dzavo vakaparadza chitendero chavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 wakaɓata kutenda nehana yakarurama; iyo yakarashwa naʋamŋe, ʋakarashikirwa nokutenda; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 wakabata kutenda nehana yakarurama; iyo yakarashwa navamwe, vakarashikirwa nokutenda; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 urambe wakabatisisa chitendero uye uine hana yakachena. Vamwe vanhu vakaramba kuteerera hana dzavo vakaparadza chitendero chavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 urambe wakabatisisa chitendero uye uine hana yakachena. Vamwe vanhu vakaramba kuteerera hana dzavo vakaparadza chitendero chavo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 wakabata kutenda uye nehana yakanaka. Vamwe vakaramba mirayiro iyi vakarasikirwa nokutenda kwavo. Viz kapitola |