1 Timoti 1:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Ndinotenda Kristu Jesu Tenzi wedu akandipa simba rokuita izvi. Kundisarudza kwaakaita mubasa rake kuona kwaakaita kutendeka kwangu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ndinomuʋoŋga iye Kristu Jesu, Ishe weɗu, wakandipa simba, nokuti wakati ndakatendeka, akandiisa paɓasa rake; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Ndinomuvonga iye Kristu Jesu, Ishe wedu, akandipa simba, nokuti akati ndakatendeka, akandiisa pabasa rake; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Ndinotenda Kristu Jesu Tenzi wedu akandipa simba rokuita izvi. Kundisarudza kwaakaita mubasa rake kuona kwaakaita kutendeka kwangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Ndinotenda Kristu Jesu Tenzi wedu akandipa simba rokuita izvi. Kundisarudza kwaakaita mubasa rake kuona kwaakaita kutendeka kwangu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Ndinovonga Kristu Jesu Ishe wedu, akandipa simba, akati ndakatendeka, akandiisa pabasa rake. Viz kapitola |