Ɀireʋo 6:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona35 zvokuti pakaripwa haambozviona kana kugadzana mwoyo nokumupa kwako zvipo zvakawanda. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Haaŋgaʋi nehanya nomuripo; Haaŋgatendi, kunyaŋge ukamuʋigira ɀipo ɀizhinji. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200235 Haangavi nehanya nomuripo; Haangatendi, kunyange ukamuvigira zvipo zvizhinji. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 zvokuti pakaripwa haambozviona kana kugadzana mwoyo nokumupa kwako zvipo zvakawanda. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Haangagamuchiri muripo upi zvawo; acharamba fufuro, kunyange rakakura sei. Viz kapitola |