Ɀireʋo 6:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona22 Kana wofamba inokutungamirira, kana worara inokuchengetedza. Kana wakasvinura inokurukura newe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Kana ucifamba, ɀicakutuŋgamirira; Kana uciʋata pasi, ɀicakurinda; Kana womuka, ɀicataurirana newe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Kana uchifamba, zvichakutungamirira; Kana uchivata pasi, zvichakurinda; Kana womuka, zvichataurirana newe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Kana wofamba inokutungamirira, kana worara inokuchengetedza. Kana wakasvinura inokurukura newe. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Paunofamba zvichakutungamirira; paucharara, zvichakurinda; pauchamuka, zvichataura newe. Viz kapitola |