Ɀireʋo 6:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona18 nomwoyo unoronga zvirongwa zvakaipa netsoka dzinomhanyirira kune zvakaipa Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Mŋoyo unofuŋga mano akaipa, Tsoka dzinokurumidza kuʋaŋgira ɀakashata; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Mwoyo unofunga mano akaipa, Tsoka dzinokurumidza kuvangira zvakashata; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 nomwoyo unoronga zvirongwa zvakaipa netsoka dzinomhanyirira kune zvakaipa Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 mwoyo unoronga mano akaipa, tsoka dzinokurumidza kumhanyira muzvakaipa, Viz kapitola |