Ɀireʋo 4:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Huremekedze zvikuru ihwo huchakusimudzira kana ukahumbundira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Uʋukudze, ʋugokukwiridza iwe; Ʋucakuʋigira kukudzwa, kana uciʋumbundikira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Uhukudze, hugokukwiridza iwe; Huchakuvigira kukudzwa, kana uchihumbundikira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Huremekedze zvikuru ihwo huchakusimudzira kana ukahumbundira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Uhukudze; ipapo huchakusimudzira; uhumbundikire, ipapo huchakukudza. Viz kapitola |