Ɀireʋo 4:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona7 Chinhu chokutanga paungwaru, wana ungwaru. Pana zvose zvaungawane wana kunzwisisa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ʋucenjeri cinhu cikuru kuneɀose; saka uɀiwanire ʋucenjeri; Uɀiwanire njere neɀose ɀaunaɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Uchenjeri chinhu chikuru kune zvose; saka uzviwanire uchenjeri; Uzviwanire njere nezvose zvaunazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Chinhu chokutanga paungwaru, wana ungwaru. Pana zvose zvaungawane wana kunzwisisa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Uchenjeri chinhu chikuru; naizvozvo wana uchenjeri. Kunyange huchikutorera zvose zvaunazvo, wana kunzwisisa. Viz kapitola |