Ɀireʋo 4:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona5 Iva noungwaru uone zvinhu nemazvo usakanganwe, usatsauke pamashoko omuromo wangu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀiwanire ʋucenjeri, ɀiwanire njere; Rega kukaŋganwa kana kutsauka pamashoko omuromo waŋgu; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Zviwanire uchenjeri, zviwanire njere; Regai kukanganwa kana kutsauka pamashoko omuromo wangu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Iva noungwaru uone zvinhu nemazvo usakanganwe, usatsauke pamashoko omuromo wangu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Wana uchenjeri, wana kunzwisisa; usakanganwa mashoko angu kana kubva paari. Viz kapitola |