Online Bible

- Reklamy -




Ɀireʋo 4:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 vakandidzidzisa vachiti, “Chengeta nomwoyo wose zvandinokutaurira chengeta mitemo yangu kuti urarame.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Iʋo ɓaɓa ʋakandidzidzisa, ʋakati kwandiri: Mŋoyo wako ŋgaunatso‐ɓata mashoko aŋgu; Ceŋgeta mirairo yaŋgu, urarame.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Ivo baba vakandidzidzisa, vakati kwandiri, “Mwoyo wako ngaunatsobata mashoko angu; Chengeta mirairo yangu, urarame.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 vakandidzidzisa vachiti, “Chengeta nomwoyo wose zvandinokutaurira chengeta mitemo yangu kuti urarame.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 baba vangu vakandidzidzisa vachiti, “Mwoyo wako ngaubatisise mashoko angu; chengeta mirayiro yangu ugorarama.

Viz kapitola kopírovat




Ɀireʋo 4:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy