Ɀireʋo 4:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona19 Asi nzira yavakaipa yakaita sezarima havambozivi chinogumbura. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Nzira yaʋakaipa yakaita serima; Haʋaziʋi ciŋgaʋagumbusa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Nzira yavakaipa yakaita serima; Havazivi chingavagumbusa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Asi nzira yavakaipa yakaita sezarima havambozivi chinogumbura. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Asi nzira yavakaipa yakaita serima guru; havazivi zvinoita kuti vagumburwe. Viz kapitola |