Ɀireʋo 4:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona1 Chinzwai vanangu chidzidziso chababa muteerere kuti muone zvinhu nemazvo Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Imi ʋanakomana, inzwai kurairira kwaɓaɓa ʋenyu; Tererai, muziʋe njere. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Imi vanakomana, inzwai kurairira kwababa venyu; Teererai, muzive njere. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Chinzwai vanangu chidzidziso chababa muteerere kuti muone zvinhu nemazvo Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Teererai, vanakomana vangu, kurayira kwababa venyu; nyatsoteererai mugowana kunzwisisa. Viz kapitola |