Ɀireʋo 3:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona25 Hauzotya chivhundumukira chezvinotyisa kana pfumvu yowira vaipi, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Usatya hako civunduso cinokuwira kamŋe‐kamŋe, Kunyaŋge kuparadzwa kwaʋakaipa, kana kuciȿika; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Usatya hako chivhunduso chinokuwira kamwe-kamwe, Kunyange kuparadzwa kwavakaipa, kana kuchisvika; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Hauzotya chivhundumukira chezvinotyisa kana pfumvu yowira vaipi, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Usatya zvako dambudziko rinovhundutsa kana kuparadza kunokunda vakaipa, Viz kapitola |