Ɀireʋo 3:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona24 Kana wagara hauzotya uye paunorara uchavata hope dzakanaka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Kana uciʋata pasi hauŋgatyi; Ʋuye kana waʋata pasi hope dzako dzicaʋa dzakanaka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Kana uchivata pasi haungatyi; Uye kana wavata pasi hope dzako dzichava dzakanaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Kana wagara hauzotya uye paunorara uchavata hope dzakanaka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 paunovata pasi, haungatyi; paunovata pasi, hope dzako dzichava dzakanaka. Viz kapitola |