Ɀireʋo 2:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona15 vanhu vane nzira dzakakombama vanokuita kwakamonyoroka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ʋanenzira dzakaminama, Ʋanotsauka pamakwara aʋo; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Vane nzira dzakaminama, Vanotsauka pamakwara avo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 vanhu vane nzira dzakakombama vanokuita kwakamonyoroka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 vane nzira dzakaminama uye vanonyengera pamaitiro avo. Viz kapitola |