Ɀireʋo 2:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona13 vanhu vanosiya nzira tsvene vachifamba munzira dzerima; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ʋanorasha makwara okururama, Kuti ʋafambe nenzira dzerima; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Vanorasha makwara okururama, Kuti vafambe nenzira dzerima; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 vanhu vanosiya nzira tsvene vachifamba munzira dzerima; Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 vanosiya nzira yakarurama kuti vafambe munzira dzerima, Viz kapitola |