Ɀireʋo 2:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona12 Kuchakununura kunzira yakaipa kuvanhu vanotaura zvakaora, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ɀikurwire panzira yeɀakaipa, Napaʋanhu ʋanotaura ɀisakarurama; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Zvikurwire panzira yezvakaipa, Napavanhu vanotaura zvisakarurama; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Kuchakununura kunzira yakaipa kuvanhu vanotaura zvakaora, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Uchenjeri huchakuponesa panzira dzavanhu vakaipa, vanhu vane mashoko asakarurama, Viz kapitola |