Ɀireʋo 2:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona11 Kuziva kusarudza kuchakuchengetedza, kuziva chokusarudza kuchakutarira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Kuŋgwara kucakurindira, Njere dzicakuceŋgeta; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Kungwara kuchakurindira, Njere dzichakuchengeta; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Kuziva kusarudza kuchakuchengetedza, kuziva chokusarudza kuchakutarira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Kungwara kuchakuchengetedza, uye kunzwisisa kuchakurinda. Viz kapitola |