Ɀireʋo 1:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 Kuitirawo kuti vanhuwo zvavo vapiwe uchenjeri nevechidiki kufunga. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ʋasinamano ʋapiwe kuŋgwara, Jaya ripiwe ziʋo nokucenjera; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Vasina mano vapiwe kungwara, Jaya ripiwe zivo nokuchenjera; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Kuitirawo kuti vanhuwo zvavo vapiwe uchenjeri nevechidiki kufunga. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 kuti vasina mano vapiwe uchenjeri, jaya ripiwe ruzivo namano, Viz kapitola |