Ɀireʋo 1:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona13 tichawana zvose zvakakosha tigozadza dzimba dzedu nezvinhu zvokupamba, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ticawana fuma yamarudzi mazhinji; Ticazadza dzimba dzeɗu neɀatakapamba; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Tichawana pfuma yamarudzi mazhinji; Tichazadza dzimba dzedu nezvatakapamba; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 tichawana zvose zvakakosha tigozadza dzimba dzedu nezvinhu zvokupamba, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 tichawana marudzi ose ezvinhu zvinokosha tigozadza dzimba dzedu nezvatichapamba; Viz kapitola |