Online Bible

- Reklamy -

Zekaria 9:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Ndichaibvisa nyama ine ropa mukanwa mayo nezvakan'ora zvayo mumazino mayo naiyowo ichava chitsama chavanhu vakasara chaMwari wedu. Ichavawo seimwe imba yomudzinza rokwaJudha Ekironi ichaita hwevanhu vokuJebhusi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Ndicabvisa ropa rake mumuromo make, neɀinonyaŋgadza ɀake ɀiri pakati pameno ake; iye ʋo ucasarira Mŋari weɗu; ucaʋa somucinda paJuda, ʋuye Ekroni somuJebusi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 “Ndichabvisa ropa mumuromo make, nezvinonyangadza zvake zviri pakati pameno ake; iyewo achasarira Mwari wedu; achava somuchinda paJudha, uye Ekironi somuJebhusi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Ndichaibvisa nyama ine ropa mukanwa mayo nezvakan'ora zvayo mumazino mayo naiyowo ichava chitsama chavanhu vakasara chaMwari wedu. Ichavawo seimwe imba yomudzinza rokwaJudha Ekironi ichaita hwevanhu vokuJebhusi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Ndichabvisa ropa pamiromo yavo, kudya kusingabvumirwi pakati pamazino avo. Vaya vakasara vachava vanhu vaMwari wedu uye vachava vatungamiri muJudha, uye Ekironi achava savaJebhusi.

Viz kapitola kopírovat

Zekaria 9:7

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy