Zekaria 8:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona7 Zvanzi naTENZI wehondo nehondo regai zvenyu muone, ndichanunura vanhu vangu ndivabvise kunyika yokumabvazuva nokunyika yokumadokero Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ɀanzi naJehova wehondo: Tarirai, ndicaponesa ʋanhu ʋaŋgu kunyika yamabvazuʋa, nokunyika yamaʋirira; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Zvanzi naJehovha wehondo, ‘Tarirai, ndichaponesa vanhu vangu kunyika yamabvazuva, nokunyika yamavirira; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Zvanzi naTENZI wehondo nehondo regai zvenyu muone, ndichanunura vanhu vangu ndivabvise kunyika yokumabvazuva nokunyika yokumadokero Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose: “Ndichaponesa vanhu vangu kubva kunyika dzokumabvazuva nedzokumavirira. Viz kapitola |