Zekaria 8:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona17 “Kandai pasi zvokurongerana mano akaipa mumwoyo, murege kuda mhiko dzenhema nokuti zvose izvozvi ini ndinozvivenga. Ndizvo zviri kutaura TENZI.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 kurege kuʋa nomumŋe wenyu unofuŋgira wokwake ɀakaipa mumŋoyo make; musaɗa kupika kwenhema; nokuti ɀinhu iɀi ɀose ndinoɀiʋeŋga — ndiɀo ɀinotaura Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 kurege kuva nomumwe wenyu anofungira wokwake zvakaipa mumwoyo make; musada kupika kwenhema; nokuti zvinhu izvi zvose ndinozvivenga,” ndizvo zvinotaura Jehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 “Kandai pasi zvokurongerana mano akaipa mumwoyo, murege kuda mhiko dzenhema nokuti zvose izvozvi ini ndinozvivenga. Ndizvo zviri kutaura TENZI.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 usarongera muvakidzani wako zvakaipa, uye usafarira kupika nhema. Ndinovenga zvose izvi,” ndizvo zvinotaura Jehovha. Viz kapitola |