Zekaria 8:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona16 Hezvinoi zvamunofanira kuita: “Tauriranai chokwadi. Mumatare enyu, tongai zviri pachokwadi muite zvinouyisa rugare. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Heɀi ɀinhu ɀamunofanira kuita: Mumŋe nomumŋe ŋgaareʋe ɀokwaɗi kunowokwake; toŋgai neɀokwaɗi norugare mumasuʋo enyu; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Hezvi zvinhu zvamunofanira kuita: Mumwe nomumwe ngaareve zvokwadi kunowokwake; tongai nezvokwadi norugare mumasuo enyu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Hezvinoi zvamunofanira kuita: “Tauriranai chokwadi. Mumatare enyu, tongai zviri pachokwadi muite zvinouyisa rugare. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Izvi ndizvo zvinhu zvamunofanira kuita: Tauriranai chokwadi, uye tongai nezvokwadi uye nokururamisira mumatare enyu Viz kapitola |