Online Bible

- Reklamy -




Zekaria 8:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Asi parizvino handichaitira chitsama chavanhu ava chakasara sapamazuva akare aya ndizvo zviri kutaura TENZI wehondo nehondo

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Asi ɀino handicazoʋi kunaʋanhu aʋa ʋakasara sapamazuʋa akare — ndiɀo ɀinotaura Jehova wehondo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 “ ‘Asi zvino handichazovi kuna vanhu ava vakasara sapamazuva akare,’ ndizvo zvinotaura Jehovha wehondo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Asi parizvino handichaitira chitsama chavanhu ava chakasara sapamazuva akare aya ndizvo zviri kutaura TENZI wehondo nehondo

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Asi zvino handichazoitiri vanhu ava vakasara sezvandakaita pamazuva akare,” ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose.

Viz kapitola kopírovat




Zekaria 8:11

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy