Online Bible

- Reklamy -




Zekaria 7:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Sokudaidza kwandakaita ivo vakaramba kunzwa, ndokudaidzawo kwavakazoita ini ndigokaregawo kuvateerera, ndizvo zviri kutaura TENZI wehondo nehondo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Ɀino seɀaakaɗana, iʋo ʋakaramba kunzwa, saiɀoɀo iʋo ʋacaɗana ʋo, ini ndiciramba kunzwa — ndiɀo ɀinotaura Jehova wehondo;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Zvino sezvaakadana, ivo vakaramba kunzwa, saizvozvo ivo vachadanawo, ini ndichiramba kunzwa ndizvo zvinotaura Jehovha wehondo;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Sokudaidza kwandakaita ivo vakaramba kunzwa, ndokudaidzawo kwavakazoita ini ndigokaregawo kuvateerera, ndizvo zviri kutaura TENZI wehondo nehondo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 “ ‘Pandakadana, havana kuteerera; saka pavakadana, handina kuvateerera,’ ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose.

Viz kapitola kopírovat




Zekaria 7:13

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy