Zekaria 5:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Mutumwa uya ndokuti, “Uhu huipi uhu.” Akabva amukanda pasi imomo mubhaghidhi makare akaroverera pasi chivharo chacho chomutobvu chairema pamuromo waro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Akati: Uyu ndiye Ɀakashata; akamuwisira pasi mukati meefa, akakandira mutobvu unorema pamsoro pomuromo wayo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Akati, “Uyu ndiye Zvakashata; akamuwisira pasi mukati meefa, akakandira mutobvu unorema pamusoro pomuromo wayo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Mutumwa uya ndokuti, “Uhu huipi uhu.” Akabva amukanda pasi imomo mubhaghidhi makare akaroverera pasi chivharo chacho chomutobvu chairema pamuromo waro. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Mutumwa akati, “Uyu ndiye zvakaipa,” achibva amusundidzira zvakare mudengu uye ndokuzarira muromo wedengu nehwidibiro yomutobvu. Viz kapitola |