Zekaria 5:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona10 Ndakabvunza mutumwa aitaura neni uya kuti, “Ko ivava vava kuendesa bhaghidhi iroro kupi?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ipapo ndikati kumutumŋa wakaŋga acitaurirana neni: Ʋanondoisepiko efa? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Ipapo ndikati kumutumwa akanga achitaurirana neni, “Vanondoisepiko efa?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Ndakabvunza mutumwa aitaura neni uya kuti, “Ko ivava vava kuendesa bhaghidhi iroro kupi?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Ndakabvunza mutumwa akanga achitaura neni ndikati, “Vari kuriendesa kupiko, dengu?” Viz kapitola |