Zekaria 4:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona13 Iye akati kwandiri, “Hauzivi here kuti izvozvi zvii?” Ndikati, “Kwete changamire wangu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Akandipindura, akati: Hauziʋi here kuti iɀi ɀinyiko? Ini ndikati: Kwete, ishe waŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Akandipindura, akati, “Hauzivi here kuti izvi zvinyiko?” Ini ndikati, “Kwete, ishe wangu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Iye akati kwandiri, “Hauzivi here kuti izvozvi zvii?” Ndikati, “Kwete changamire wangu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Akapindura akati, “Hauzivi kuti izvi zvii?” Ini ndikati, “Kwete, ishe wangu.” Viz kapitola |