Zekaria 3:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Chinzwa, zvino iwe mupristi mukuru Joshuwa, iyewe neshamwari dzako dzaugere nadzo sezvo vari chiratidzo cheramangwana rakanaka. Chinzwai, ndichaunza muranda wangu iye Bazi Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino cinzwa iwe Joshua, muprista mukuru, iwe neshamŋari dzako dzigere pamberi pako; nokuti ʋarume aʋa ciratidzo; nokuti tarirai, ndicaʋuyisa muranda waŋgu, Ƌaʋi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Zvino chinzwa iwe Joshua, mupristi mukuru, iwe neshamwari dzako dzigere pamberi pako; nokuti varume ava chiratidzo; nokuti tarirai, ndichauyisa muranda wangu, davi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Chinzwa, zvino iwe mupristi mukuru Joshuwa, iyewe neshamwari dzako dzaugere nadzo sezvo vari chiratidzo cheramangwana rakanaka. Chinzwai, ndichaunza muranda wangu iye Bazi Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 “ ‘Teerera, iwe Joshua muprista mukuru navanobata pamwe chete newe vagere pamberi pako, varume ava vanova chiratidzo chezvinouya: Ndichauyisa muranda wangu, Davi. Viz kapitola |